CORRECTAR LA LETRA

Letra : Porovhoka

Heyi, itai so majita
Ahaha, Wagwizi
Ayo young D, you done dat
Zvakanangana

Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana, ha
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana

Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
Waita kakudhingukira wasimuka nehondo
Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
Unenge bhanan’ana, denga rinoridza ngoma
Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye

Zvekuverenga change mubhawa, iwe zvakasara paya paya
Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
Kune mbinga dzema shuwa shuwa, iwe dzinokanda mawaya waya
Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye

Saka cheka vanoda zvinonaka
Kune huchi nemukaka, nyama nechitaka
Ndinopisa musoro saka
Kaskiri kehushasha, shasha dzemuchimana
Sugar ndodira ndega
Musandi porovhoka
Porovhoka
Musandi porovhoka

Zvakanangana
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
Musandi porovhoka
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
Musandi porovhoka
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana

Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
Waita kakudhingukira wasimuka nehondo
Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
Unenge bhanan’ana, denga rinoridza ngoma
Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye

Doro racho tinorimwira mujerry can, ha
Vavengi vacho vagotigarira nerekeni
Tichavatiza tigovanzvenga pajunction, ha
Vana gogo vachingochonya maBen 10
Mapopo neshampopo fonera chairman
Fumura, fumuka, jamuka, ita
Ita yaunoita
Sugar ndodira ndega
Musandi porovhoka
Porovhoka
Musandi porovhoka

Zvakanangana
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
Musandi porovhoka
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana
Musandi porovhoka
Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana

Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
Waita kakudhingukira wasimuka nehondo
Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye
Unenge bhanan’ana, denga rinoridza ngoma
Tamba mwana akanaka tione

Ndodira ndega
Musandi porovhoka
Porovhoka
Musandi porovhoka