CORRECTAR LA LETRA

Letra : Eriya

Dzika Eriya
Inga ndiwe mutumwa wedenga
Dzika Eriya (dzika)
Dzika Eriya
Dzika Eriya
Inga ndiwe mutumwa waMambo
Dzika Eriya (dzika)
Dzika Eriya
Dzika Eriya
Darika uchinditakura
Usasiye Imanuwere Makandiwa (mutumwa waMambo)
Dzika Eriya (mutumwa)
Darika uchinditakura
Usasiye Imanuwere Makandiwa (mutumwa waMambo)
Dzika Eriya (mutumwa)
Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi
Nemachinda toti Areruya! (mutumwa waMambo)
Dzika Eriya (mutumwa)
Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi
Nemachinda toti Areruya!

Chakaramba kukakata chitundu musere musere
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya
Hatikwire nemanera (kudenga kure)
Pasi rino rine makunun’unu rine maodza moyo
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure)
Kwaziwai madzimai dai muri vamwe makumura gogo
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya
Hatifambe tichinanaira (kudenga kure)
Tingadai tate---, dai tatenderana
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure)
Dai tate---, dai tatenderana
Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure)