CORRECTAR LA LETRA

Letra : Hokoyo

Makadiiko chaunga
Maita maungana
Moita musarinya
Asi tangai maudzana
Hokoyo

Dai wandirumbidza
Kana ndakunakidza
Nemutupo wakazara
Nemashoko anogara
Hokoyo

Hoyee ndoenda
Vasikana ndoenda
Hoyee ndoenda
Nemukombe ndoenda
Hokoyo

Vachakutsondoresa parukangarambwe
Vachakuvengera cheziya
Vachakugumbura
Pauchaunganidza pfuma vachati unoroya
Mwangangu uchaiona nhamo yacho ichauya
Pamuchakwira gomo mose muchinanaidzana
Pamuchafamba munzira mwanangu uchanzwa kurova kwehana
Pauchaunganidza pfuma vachati unoroya
Mwangangu uchaiona nhamo yacho ichauya