CORRIGER LES PAROLES

Paroles : Mhakure

Ramba wakaitarira mumaziso
Usacheuke iwe
Usacheuke cheuke inoruma iyi
Rova musoro wayo
Mhakure imhakure
Ndaona zino ndati kunyemwerera
Inga imhakure

Mhakure imhakure
Ndaona zino ndati kunyemwerera
Inga imhakure

Ramba wakaitarira mumaziso
Usacheuke
Usacheuke cheuke inoruma iyi
Rova musoro
Musoro musoro
Rova musoro
Musoro musoro

Mhakure imhakure
Ndaona zino ndati kunyemwerera
Inga imhakure
Mhakure imhakure
Ndaona zino ndati kunyemwerera
Inga imhakure