CORRIGER LES PAROLES

Paroles : Shanda

Munendinangara imi muneti ijee
Munendinangara muneti ijee
Shanda mwana shanda nesimba
Munendinangara imi muneti ijee hona
Munendinangara muneti ijee
Shanda mwana shanda nesimba
Wendinangara iwe uneti ijee seiko
Munendinangara muneti ijee
Shanda mwana shanda nesimba

Kwenyu kumishando ndinosvika handiseki (handiseki)
Ndinoremekedza wani (shanda)

Ndeshandira mhuri yangu
Ndeshandira mhuri yangu varume
Ndeshandira kurarama
Ndeshandira kurarama vakomana
Basa rangu kufara
Basa rangu kutamba varume
Basa rangu kuyimba
Basa rangu kufadza iwewe

Munendinangara muneti ijee
Shanda mwana shanda nesimba