CORRIGER LES PAROLES

Paroles : Into Yam.

Zvese zvangu mudiwa ndezvako

Hello ntombazana
Mhoro musikana
Kunjani na kuwe
Unonzwa sei
Kudala ndifun’ ukuthetha nawe
Nto nje, ndiyoyika
Matsatse ami
Mazuva ano
Hazvidi wati kotsi
Ngqanda nabo benditsalatsala
Kugara uchinzvenga nzvenga
Mna ndifuna wena wedwa
Ndichida iwe wega
Ngqanda nabo benditsalatsala
Kugaro nzvenga nzvenga
Mna ndifuna wena wedwa
Ndichida iwe wega
Nditi nje ndakubona
Ndikati ba ndakuwona
Ndibethwa nguvalo
Ndinonzwa rufaro
Ndiphupha ngawe
Ndikwazi gama lakho
Ingqondo ayisebenzi
Pfungwa hadzichashanda
Qoqo hallo

Huya mudiwa (Huya mudiwa)
Vhara mukova (Vhara mukova)
Ndagara ndichikuda (Ndagara ndichikuda)
Nditore ndiriwako (Ini ndiriwako mambo)

Huya mudiwa
Nditore mudiwa
Ndagara ndichikuda (Ndagara ndichikuda)
Zvese zvangu ndezvako

Kawuleza, sondela sthandwa
Naba bendi chofachofa
Matsatsi ami
Mazuva ano
Hazvidi wati kotsi
Nabo benditsalatsala
Vari kundi ndzvenga ndzvenga
Ngqanda, Ngqanda , Ngqanda

Vala sthandwa, val’ ucango (Val’ ucango)
Kudala ndikhumele
That’ into yakho
Thatha sthandwa, thatha konke
Kudala ndikhumele
Into yam’ nge yakho

Huya mudiwa (Huya mudiwa)
Vhara mukova (Vhara mukova)
Ndagara ndichikuda (Ndagara ndichikuda)
Nditore ndiriwako
Ini ndiriwako mambo

Huya mudiwa
Nditore mudiwa
Ndagara ndichikuda (Ndagara ndichikuda)
Zvese zvangu ndezvako

Mama, ndicela undivuse
Andiva na, andiva na
Wena, sohlala sisobabini
Ngoba uyangithanda, nami ngiyakuthanda

Zvese zvangu mudiwa ndezvako
Zvese zvako mudiwa ndezvangu
Zvese zvangu (Wena) mudiwa ndezvako (Sohlala sisobabini)
Zvese zvako (Ngoba) mudiwa ndezvangu (Uyangithanda, ngiyakuthanda)

Into yam’ (Kudala, kudala ) s'thandwa yeyakho (Kudala )
Into yakho s'thandwa yeyam’
Into yam’ (Sek' kudala) s'thandwa yeyakho (Sek' kudala)
Into yakho s'thandwa yeyam’

Zvese zvangu mudiwa ndezvako
Zvese zvako mudiwa ndezvangu
Zvese zvangu (Wena) mudiwa ndezvako (Sohlala sisobabini)
Zvese zvako (Ngoba) mudiwa ndezvangu (Uyangithanda, ngiyakuthanda)