CORRECT LYRICS

Lyrics : Mai Vevana

Akanditi no no no no, akati no no no no, kunditi no no no no

Akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana

Zvese zvawaida ndaikutengera wani
Kwese kwawaida taienda wani
Ndikaita pachirungu hanzi compromise
Ndichiedza kufadza iwe chete
Baby girl
Pandakatadza ndepapi?
Ko wakadii kundiudza?
Asi dai ndakaziva, haitungamire

Bhora racho ndakarega kutamba
Magitare ndikambomira kuridza
Shamwari dzangu dzese dzaida kundiona
Everyday vachiswera vachifona