CORRECT LYRICS
Lyrics : Hokoyo
Makadiiko chaunga
Maita maungana
Moita musarinya
Asi tangai maudzana
Hokoyo
Dai wandirumbidza
Kana ndakunakidza
Nemutupo wakazara
Nemashoko anogara
Hokoyo
Hoyee ndoenda
Vasikana ndoenda
Hoyee ndoenda
Nemukombe ndoenda
Hokoyo
Vachakutsondoresa parukangarambwe
Vachakuvengera cheziya
Vachakugumbura
Pauchaunganidza pfuma vachati unoroya
Mwangangu uchaiona nhamo yacho ichauya
Pamuchakwira gomo mose muchinanaidzana
Pamuchafamba munzira mwanangu uchanzwa kurova kwehana
Pauchaunganidza pfuma vachati unoroya
Mwangangu uchaiona nhamo yacho ichauya
Maita maungana
Moita musarinya
Asi tangai maudzana
Hokoyo
Dai wandirumbidza
Kana ndakunakidza
Nemutupo wakazara
Nemashoko anogara
Hokoyo
Hoyee ndoenda
Vasikana ndoenda
Hoyee ndoenda
Nemukombe ndoenda
Hokoyo
Vachakutsondoresa parukangarambwe
Vachakuvengera cheziya
Vachakugumbura
Pauchaunganidza pfuma vachati unoroya
Mwangangu uchaiona nhamo yacho ichauya
Pamuchakwira gomo mose muchinanaidzana
Pamuchafamba munzira mwanangu uchanzwa kurova kwehana
Pauchaunganidza pfuma vachati unoroya
Mwangangu uchaiona nhamo yacho ichauya