ENVIAR LETRAS
Top 100
Lançamentos de álbuns
Artistas
Comunidade
francês
Espanhol
Português
corrija a letra Letra
Shanda
por
Oliver Mtukudzi
Retornar
Letra
Munendinangara imi muneti ijee Munendinangara muneti ijee Shanda mwana shanda nesimba Munendinangara imi muneti ijee hona Munendinangara muneti ijee Shanda mwana shanda nesimba Wendinangara iwe uneti ijee seiko Munendinangara muneti ijee Shanda mwana shanda nesimba Kwenyu kumishando ndinosvika handiseki (handiseki) Ndinoremekedza wani (shanda) Ndeshandira mhuri yangu Ndeshandira mhuri yangu varume Ndeshandira kurarama Ndeshandira kurarama vakomana Basa rangu kufara Basa rangu kutamba varume Basa rangu kuyimba Basa rangu kufadza iwewe Munendinangara muneti ijee Shanda mwana shanda nesimba
vídeo de música
Seu nome será publicado. Deixe os campos em branco para permanecer anônimo.
Enviar
Modal title
×
Adicionar mídia
Video URL?
(YouTube, Vimeo, Instagram, DailyMotion, Soundcloud)
×
Lembre de mim
Senha perdida
Entrar
Registrarse