ENVIAR LETRAS
Top 100
Lançamentos de álbuns
Artistas
Comunidade
francês
Espanhol
Português
corrija a letra Letra
Into Yam.
por
Oliver Mtukudzi
Retornar
Letra
Zvese zvangu mudiwa ndezvako Hello ntombazana Mhoro musikana Kunjani na kuwe Unonzwa sei Kudala ndifun’ ukuthetha nawe Nto nje, ndiyoyika Matsatse ami Mazuva ano Hazvidi wati kotsi Ngqanda nabo benditsalatsala Kugara uchinzvenga nzvenga Mna ndifuna wena wedwa Ndichida iwe wega Ngqanda nabo benditsalatsala Kugaro nzvenga nzvenga Mna ndifuna wena wedwa Ndichida iwe wega Nditi nje ndakubona Ndikati ba ndakuwona Ndibethwa nguvalo Ndinonzwa rufaro Ndiphupha ngawe Ndikwazi gama lakho Ingqondo ayisebenzi Pfungwa hadzichashanda Qoqo hallo Huya mudiwa (Huya mudiwa) Vhara mukova (Vhara mukova) Ndagara ndichikuda (Ndagara ndichikuda) Nditore ndiriwako (Ini ndiriwako mambo) Huya mudiwa Nditore mudiwa Ndagara ndichikuda (Ndagara ndichikuda) Zvese zvangu ndezvako Kawuleza, sondela sthandwa Naba bendi chofachofa Matsatsi ami Mazuva ano Hazvidi wati kotsi Nabo benditsalatsala Vari kundi ndzvenga ndzvenga Ngqanda, Ngqanda , Ngqanda Vala sthandwa, val’ ucango (Val’ ucango) Kudala ndikhumele That’ into yakho Thatha sthandwa, thatha konke Kudala ndikhumele Into yam’ nge yakho Huya mudiwa (Huya mudiwa) Vhara mukova (Vhara mukova) Ndagara ndichikuda (Ndagara ndichikuda) Nditore ndiriwako Ini ndiriwako mambo Huya mudiwa Nditore mudiwa Ndagara ndichikuda (Ndagara ndichikuda) Zvese zvangu ndezvako Mama, ndicela undivuse Andiva na, andiva na Wena, sohlala sisobabini Ngoba uyangithanda, nami ngiyakuthanda Zvese zvangu mudiwa ndezvako Zvese zvako mudiwa ndezvangu Zvese zvangu (Wena) mudiwa ndezvako (Sohlala sisobabini) Zvese zvako (Ngoba) mudiwa ndezvangu (Uyangithanda, ngiyakuthanda) Into yam’ (Kudala, kudala ) s'thandwa yeyakho (Kudala ) Into yakho s'thandwa yeyam’ Into yam’ (Sek' kudala) s'thandwa yeyakho (Sek' kudala) Into yakho s'thandwa yeyam’ Zvese zvangu mudiwa ndezvako Zvese zvako mudiwa ndezvangu Zvese zvangu (Wena) mudiwa ndezvako (Sohlala sisobabini) Zvese zvako (Ngoba) mudiwa ndezvangu (Uyangithanda, ngiyakuthanda)
vídeo de música
Seu nome será publicado. Deixe os campos em branco para permanecer anônimo.
Enviar
Modal title
×
Adicionar mídia
Video URL?
(YouTube, Vimeo, Instagram, DailyMotion, Soundcloud)
×
Lembre de mim
Senha perdida
Entrar
Registrarse