ENVIAR LETRAS
Top 100
Lançamentos de álbuns
Artistas
Comunidade
francês
Espanhol
Português
corrija a letra Letra
Kana Ndada
por
Jah Prayzah
Retornar
Letra
Wakadiiko dhiya? Takaguma rinhi kuonana? Wakadiiko dhiya? Takaguma rinhi kusangana? Wakadiiko dhiya? Takaguma rinhi kusangana? Haa rudo, haa rudo Karwizi kaya kaiyeredza rudo Rwaipinda mumongo Nekamhempo kerungwanani Kainge rwiyo, chimbo cherudo Kana uriko kwauriyo Usazongofunga kuroverayo Ukagara wondirangarirawo Kanda ndichinge ndada ndendada ini Kanda ndada Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini Kanda ndichinge ndada ndendada ini Kanda ndada Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini Ndangangariro dzangu dzinoita ndidzengerere Zvimwe ndokuona muberevere Haiwa darly ndidhakanure haa Pachimanikire Dzangu dzinoita ndidzengerere Zvimwe ndokuona muberevere Haiwa darly ndidhakanure haa Pachimanikire Ndichanoisvitsa kuhama Wanike tavaka hukama Ndichanosiye ndarama Wanike tavaka hukama Esthandwa zami? Ndanga ndati ndichakukumbira Ndobva ndangokutakura Kwausingazodzokere Ndokuda ufunge Inga zvenyu munodzikotsira Musingaringe ringe nzira Munofara chero nguva Ndokuda ufunge Ndikadanawo daira Kuri chose kwauri girly yo Girly nakupenda sana Ndikadanawo daira Kuri chose kwauri girly yo Girly nakupenda sana Youre my nest Umthunzi wami Usisihlala sami You say you love me from to the moon Kanda ndichinge ndada ndendada ini Kanda ndada Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini Kanda ndichinge ndada ndendada ini Kanda ndada Kana ndichinge ndanda munhu ndada ini Ndichanoisvitsa kuhama Wanike tavaka hukama Ndichanosiye ndarama Wanike tavaka hukama
vídeo de música
Seu nome será publicado. Deixe os campos em branco para permanecer anônimo.
Enviar
Modal title
×
Adicionar mídia
Video URL?
(YouTube, Vimeo, Instagram, DailyMotion, Soundcloud)
×
Lembre de mim
Senha perdida
Entrar
Registrarse