ENVIAR LETRAS
Top 100
Lançamentos de álbuns
Artistas
Comunidade
francês
Espanhol
Português
corrija a letra Letra
Eriya
por
Jah Prayzah
Retornar
Letra
Dzika Eriya Inga ndiwe mutumwa wedenga Dzika Eriya (dzika) Dzika Eriya Dzika Eriya Inga ndiwe mutumwa waMambo Dzika Eriya (dzika) Dzika Eriya Dzika Eriya Darika uchinditakura Usasiye Imanuwere Makandiwa (mutumwa waMambo) Dzika Eriya (mutumwa) Darika uchinditakura Usasiye Imanuwere Makandiwa (mutumwa waMambo) Dzika Eriya (mutumwa) Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi Nemachinda toti Areruya! (mutumwa waMambo) Dzika Eriya (mutumwa) Uchandiona ndimire ipapo pachiteshi Nemachinda toti Areruya! Chakaramba kukakata chitundu musere musere Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya Hatikwire nemanera (kudenga kure) Pasi rino rine makunun’unu rine maodza moyo Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure) Kwaziwai madzimai dai muri vamwe makumura gogo Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya Hatifambe tichinanaira (kudenga kure) Tingadai tate---, dai tatenderana Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure) Dai tate---, dai tatenderana Mungoro yemoto ndinoda nzvimbo Eriya (kudenga kure)
vídeo de música
Seu nome será publicado. Deixe os campos em branco para permanecer anônimo.
Enviar
Modal title
×
Adicionar mídia
Video URL?
(YouTube, Vimeo, Instagram, DailyMotion, Soundcloud)
×
Lembre de mim
Senha perdida
Entrar
Registrarse