AJOUTER PAROLES
Top 100
Sorties d'albums
artistes
Communauté
Espagnol
Portuguais
Anglais
Correction Paroles
Porovhoka
par
Jah Prayzah
Retour
Paroles
Heyi, itai so majita Ahaha, Wagwizi Ayo young D, you done dat Zvakanangana Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana, ha Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye Waita kakudhingukira wasimuka nehondo Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye Unenge bhanan’ana, denga rinoridza ngoma Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye Zvekuverenga change mubhawa, iwe zvakasara paya paya Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye Kune mbinga dzema shuwa shuwa, iwe dzinokanda mawaya waya Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye Saka cheka vanoda zvinonaka Kune huchi nemukaka, nyama nechitaka Ndinopisa musoro saka Kaskiri kehushasha, shasha dzemuchimana Sugar ndodira ndega Musandi porovhoka Porovhoka Musandi porovhoka Zvakanangana Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Musandi porovhoka Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Musandi porovhoka Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye Waita kakudhingukira wasimuka nehondo Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye Unenge bhanan’ana, denga rinoridza ngoma Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye Doro racho tinorimwira mujerry can, ha Vavengi vacho vagotigarira nerekeni Tichavatiza tigovanzvenga pajunction, ha Vana gogo vachingochonya maBen 10 Mapopo neshampopo fonera chairman Fumura, fumuka, jamuka, ita Ita yaunoita Sugar ndodira ndega Musandi porovhoka Porovhoka Musandi porovhoka Zvakanangana Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Musandi porovhoka Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Musandi porovhoka Zvakanangana, zvakaramba zvakanamana Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye Waita kakudhingukira wasimuka nehondo Tamba mwana akanaka tione, ahye ahye Unenge bhanan’ana, denga rinoridza ngoma Tamba mwana akanaka tione Ndodira ndega Musandi porovhoka Porovhoka Musandi porovhoka
clip
Ton pseudo sera publié. Laisses les champs vide pour rester anonyme.
Soumettre
Modal title
×
Ajouter un média
Video URL?
(YouTube, Vimeo, Instagram, DailyMotion, Soundcloud)
×
Se souvenir de moi
Mot passe oublié
Connectes-toi
M'inscrire