AJOUTER PAROLES
Top 100
Sorties d'albums
artistes
Communauté
Espagnol
Portuguais
Anglais
Correction Paroles
Mai Vevana
par
Dizzy Dee
Retour
Paroles
Akanditi no no no no, akati no no no no, kunditi no no no no Akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana Akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana Zvese zvawaida ndaikutengera wani Kwese kwawaida taienda wani Ndikaita pachirungu hanzi compromise Ndichiedza kufadza iwe chete Baby girl Pandakatadza ndepapi? Ko wakadii kundiudza? Asi dai ndakaziva, haitungamire Akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana Akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana Bhora racho ndakarega kutamba Magitare ndikambomira kuridza Shamwari dzangu dzese dzaida kundiona Everyday vachiswera vachifona Baby girl Pandakatadza ndepapi? Ko wakadii kundiudza? Asi dai ndakaziva, haitungamire Akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana Akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana Zvese zvawaida ndaikutengera wani Kwese kwawaida taienda wani Ndikaita pachirungu hanzi compromise Ndichiedza kufadza iwe chete Baby girl Pandakatadza ndepapi? Ko wakadii kundiudza? Asi dai ndakaziva, haitungamire Akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana Akandisiya ndakatemba, ndichiti ndamuwana musikana achazova mai vavana, iye mai vevana
clip
Ton pseudo sera publié. Laisses les champs vide pour rester anonyme.
Soumettre
Modal title
×
Ajouter un média
Video URL?
(YouTube, Vimeo, Instagram, DailyMotion, Soundcloud)
×
Se souvenir de moi
Mot passe oublié
Connectes-toi
M'inscrire