SUBMIT LYRICS
Top 100
Album releases
artists
Community
French
Spanish
Portuguese
Correction Lyrics
Juzi
by
Kae Chaps
Back
Lyrics
Usanetseke I will be fine It's just a matter of time Chete chete ko handi ndizvo zvawakada Plus kudzidza hakumboperi Mwari anenge anechinangwa Chigumbu handina asi ndichiri ndakatsamwa Ungandirove zikuMake believe Kuita kundidhomotsa you played deceive Wakandiratidza zveshuwa kuti uri mwana waEve Ndine ma ghost arikunditsoma Kumba kwedu saka Dzoka utore juzi rako rawakakangamwa Ndikaritarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira ndoshaya rugare (Ndoshaya rugare) Wakati ukuda attention I gave you the sh*t I'm broke from all the dreams that you were sеlling me Urimboko yemunhu I felt I should tеll you this But nyangwe zvazvo hatizi ma enemies Zvakare ndezvekare ngatingozvisiyei Zverudo zvacho taimbozviitirei Ko dai wakandiudza kuti haudi waibvei Now chandokumbira kuti Utore juzi rako rawakakangamwa Ndikadzitarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira ndoshaya rugare Utore juzi rako rawakakangamwa Ndikadzitarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira (Ffutronic) Zvichimboitirwei zverudo zvacho taizviitirei Zvichimboitirwei zverudo zvacho taizvi Dzoka utore juzi rako rawakakangamwa Ndikaritarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira ndoshaya rugare Dzoka utore juzi rako rawakakangamwa Ndikaritarira ndoshaya rugare Utore nhumbi dzako dzawakasiya mumba mangu iwe Ndikadzitarira ndoshaya rugare
music video
Your name will be published. Leave fields blanks to remain anonymous.
Submit
Modal title
×
Insert media
Video URL?
(YouTube, Vimeo, Instagram, DailyMotion, Soundcloud)
×
Remember me
Lost password
Sign in
Register