SUBMIT LYRICS
Top 100
Album releases
artists
Community
French
Spanish
Portuguese
Correction Lyrics
Wenge
by
Jah Prayzah
Back
Lyrics
Wenge mhuka (haa haa) Wenge bere (haa) Wenge mhuka (haa) Wenge bere (wenge bere) Vanondityira kure Vanoti pamwe ndine gona Seiko kusina mumwe Mumwe wenyu Anoti Mukombe unogona Haaa vanondinyenyeredza Haaa vanondidedera Haaa vanondinyenyeredza Haaa vanondidedera Tsanangudzo dzakanangana nemi, eheee Dai manga madzibvuma Munenge muchiendepiko murusero, eheee Haaa makamonerera zvuma Rimwe zuva muchaona makumbeya-mbeya, eheee Haaa muchati dhuma neni dhuma Here heee hiyere hiye hiye, eheee Muchavata mundove sehumba Here heee hiyere hiye hiye, eheee Haaa muchati dhuma neni dhuma
music video
Your name will be published. Leave fields blanks to remain anonymous.
Submit
Modal title
×
Insert media
Video URL?
(YouTube, Vimeo, Instagram, DailyMotion, Soundcloud)
×
Remember me
Lost password
Sign in
Register