SUBMIT LYRICS
Top 100
Album releases
artists
Community
French
Spanish
Portuguese
Correction Lyrics
Tonight
by
Jah Prayzah
Back
Lyrics
Variko vanokonzera mvonga mupopoto Hameno vanokonzera pamuromo Anenge abaiwa hameno ikoko Vatsvaga vatadza varonga dondo Tanzvenga majita tapinda mudondo DJ Tamuka, touch it, touch it Anoramba achingokwenya marimba ndiani Tonight, kutamba kwedu junga junga Tonight, we gonna make you dance some more Tonight, kutamba kwedu junga junga Tonight, we gonna make you dance some more Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance) Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more) Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance) Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa) Sarura chikomana ko inga maruva akasikwa aya Tichangotamba kudzamara, kusvika tabvuma kusakara Sarura chikomana, ko inga maruva akasikwa aya Tichangotamba kudzamara, kusvika tabvuma kusakara Ukabuda pachena, watondingonera Kuti ndini ndichamora, huchi wegonera Ukabuda pachena watondigonera Kuti ndini ndichamora, huchi wegonera Wowo wooo Wooo wooo oooh, wooo woo ooh… Wooo wooo oooh, wooo woo ooh… Ko ndiani aenda nemari Anoramba achigokwenya marimba ndiani Anoramba achigokwenya marimba ndiani Tanga takadhakiwa mukona (takadhakiwa) Mari yangu yakapera sei (takadhakiwa) Tanga takadhakiwa mudiwa (takadhakiwa) Saka wakanditsotsa sei (takadhakiwa) Ko ndiani aenda nemari Akaramba achigokwenya marimba ndiani Ndiani aenda nemari Aka Ramba achigokwenya marimba ndiani Tonight, kutamba kwedu junga junga Tonight, we gonna make you dance some more Tonight, kutamba kwedu junga junga Tonight, we gonna make you dance some more Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance) Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more) Dai ndirini, ndaingotamba dai ndirini (dance) Dai ndirini, sendamedza chipikiri asikana (dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (hee dance some more) Moneredza chiuno, shungurudza mikono (heee sawa sawa) Sha hameno dzimba 4 dzeku Mandara dzandakatenga kubhawa Ndazongomuka ndane mareceipts
music video
Your name will be published. Leave fields blanks to remain anonymous.
Submit
Modal title
×
Insert media
Video URL?
(YouTube, Vimeo, Instagram, DailyMotion, Soundcloud)
×
Remember me
Lost password
Sign in
Register