SUBMIT LYRICS
Top 100
Album releases
artists
Community
French
Spanish
Portuguese
Correction Lyrics
Mukwasha
by
Jah Prayzah
Back
Lyrics
He eeh, he eeh Kumura ngowani Pfugama nebvi rimwe chete Wotorova gusvu mukwasha Denga riye rikatinhira Tirikuda mbeu neanorima Wotoona yekutamba mukwasha Aaah wondimutsa nemutupo Gara wangoziva kuti ndozviripo Kana zvakunetsa mwana wangu dzora mukwasha Uchatenga mombe uchabaya uchavhiya Uchapura nyemba uchadzura nzungu dziya Ende baba vati vanoda madhorofiya Wotomhanya musango mukwasha Pane andibira pombi yemvura Kana zondo rangu randanga ndabvura Vanhu vese vati bvunzai mukwasha Pakati pevanhu vese varipo Ndiani watigarira kumhepo Zvakungonzi bvunzai mukwasha Ndirikunzwa kuda kurova munhu Ndirikunzwa kuda kubata munhu Rega ndimbokurova mukwasha
music video
Your name will be published. Leave fields blanks to remain anonymous.
Submit
Modal title
×
Insert media
Video URL?
(YouTube, Vimeo, Instagram, DailyMotion, Soundcloud)
×
Remember me
Lost password
Sign in
Register